Svetuka kuchirochemo

Chitsuwa che Kuroshima

Kubva Wikipedia

Chitsuwa che Kuroshima (黒島; Chiyaeyama: Ffusïma, Chiokinawa: Kurushima) nokupfupisa tingait Kuro-tsuwa chitsuwa chiri muJarati re Taketomi, Okinawa, muJapani, chikamu che gururundu re Yaeyama. Chitsuwachi chinechiwumbikwa chechiratidzo chinoita senge chemoyo pakuringwa kwacho nokuzuru, uye chinotengeswa kuvanhu se "Chitsuwa che Moyo". Zita rayo sekwarinobva rinoreva kuti "Chitsuwa Chitema".